13 Asi tinofanira kuvonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu, hama dzinodiwa naIshe, nokuti kubva pakutanga Mwari akakusarudzai kuti muponeswe nebasa rokuchenesa roMweya uye nokutenda chokwadi.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 2
Maonero 2 Vatesaronika 2:13 akapoteredza