3 Musarega munhu upi zvake achikunyengerai nenzira ipi zvayo, nokuti zuva iro harisviki kusvikira kumukira kwaitika uye munhu wokutsauka aratidzwa, iye munhu akatongerwa kuparadzwa.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 2
Maonero 2 Vatesaronika 2:3 akapoteredza