2 Vatesaronika 3:6 BDMCS

6 Muzita raIshe Jesu Kristu, tinokurayirai hama, kuti mubve pahama imwe neimwe inoita zvousimbe uye isingararami maererano nedzidziso yamakagamuchira kubva kwatiri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 3

Maonero 2 Vatesaronika 3:6 akapoteredza