14 Ndinovimba kuti ndichakuonai nokukurumidza, uye tichazotaurirana chiso nechiso.Rugare kwamuri. Shamwari dziri kuno dzinokukwazisai. Kwazisai shamwari dziri ikoko namazita avo.
Verenga chitsauko zvakakwana 3 Johani 1
Maonero 3 Johani 1:14 akapoteredza