Firimoni 1:16 BDMCS

16 asisiri somuranda, asi ava nani kupfuura muranda, sehama inodikanwa. Munhu anodikanwa kwandiri, asi kutonyanya kwauri, zvose somunhu uye sehama muna She.

Verenga chitsauko zvakakwana Firimoni 1

Maonero Firimoni 1:16 akapoteredza