5 Kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri, ngaakumbire kuna Mwari, anopa zvakawanda kuna vose asingatsvaki mhosva, uye achapiwa hake.
Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 1
Maonero Jakobho 1:5 akapoteredza