Jakobho 2:16 BDMCS

16 uye mumwe wenyu akati, “Endai henyu, mufambe zvakanaka; mudziyirwe uye mugute,” asi asina chinhu chaamuitira chinodikanwa nomuviri wake, zvakanaka here izvozvo?

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 2

Maonero Jakobho 2:16 akapoteredza