Jakobho 2:23 BDMCS

23 Uye Rugwaro rwakazadziswa runoti, “Abhurahama akatenda Mwari zvikaverengerwa kwaari kuti ndiko kururama,” uye akanzi shamwari yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 2

Maonero Jakobho 2:23 akapoteredza