Jakobho 2:3 BDMCS

3 kana mukaremekedza munhu akapfeka nguo dzakaisvonaka uye mukati, “Hechi chigaro chenyu chakanaka,” asi kumurombo mukati, “Iwe mira apo,” kana kuti “Gara pasi, patsoka dzangu,”

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 2

Maonero Jakobho 2:3 akapoteredza