Jakobho 4:11 BDMCS

11 Hama dzangu, musarevana. Ani naani anoreva hama yake kana kumutonga anotaura achirwa nomurayiro uye achiutonga. Kana uchitonga murayiro, iwe hauzi kuuchengeta, asi ugere uchitonga uri pauri.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 4

Maonero Jakobho 4:11 akapoteredza