Jakobho 4:13 BDMCS

13 Zvino teererai, imi munoti, “Nhasi kana mangwana tichaenda kuguta iri kana iro, tinopedza gore tiriko, tichiita basa uye tichiwana mari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 4

Maonero Jakobho 4:13 akapoteredza