Jakobho 4:4 BDMCS

4 Imi vanhu voupombwe, hamuzivi kuti ushamwari nenyika hunovengana naMwari here? Ani naani anosarudza kushamwaridzana nenyika anova muvengi waMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 4

Maonero Jakobho 4:4 akapoteredza