Jakobho 5:15 BDMCS

15 Uye munyengetero unoitwa mukutenda uchaita kuti munhu anorwara apore; Ishe achamumutsa. Kana akatadza, acharegererwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 5

Maonero Jakobho 5:15 akapoteredza