Jakobho 5:17 BDMCS

17 Eria akanga ari munhu sesu. Akanyengetera zvine simba kuti kurege kunaya, uye hakuna kunaya panyika kwamakore matatu nehafu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 5

Maonero Jakobho 5:17 akapoteredza