Johani 1:23 BDMCS

23 Johani akapindura namashoko omuprofita Isaya achiti, “Ndini inzwi reanodana murenje, richiti, ‘Ruramisai nzira yaShe.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 1

Maonero Johani 1:23 akapoteredza