Johani 1:33 BDMCS

33 Ndingadai ndisina kumuziva, asi uya akandituma kuti ndizobhabhatidza nemvura ndiye akandiudza achiti, ‘Murume uyo waunoona Mweya achiburuka uye achigara paari, ndiye achazovabhabhatidza noMweya Mutsvene.’

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 1

Maonero Johani 1:33 akapoteredza