Johani 1:39 BDMCS

39 Akapindura akati, “Uyai muzokuona.”Saka vakaenda vakandoona paaigara, vakaswera naye kwezuva rimwe chete. Yakanga iri nguva inenge yegumi.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 1

Maonero Johani 1:39 akapoteredza