46 Natanieri akati, “Nazareta! Pane chinhu chakanaka chingabva kuNazareta here?”Firipi akati, “Uya uone.”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 1
Maonero Johani 1:46 akapoteredza