Johani 10:10 BDMCS

10 Mbavha inongouya kuzoba nokuuraya nokuparadza; ini ndakauya kuti ave noupenyu, uye ave nohwakazara.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10

Maonero Johani 10:10 akapoteredza