16 Ndina mamwe makwai asati ari edanga rino. Naiwo ndinofanira kuauyisawo. Naiwowo achanzwa inzwi rangu, uye achava boka rimwe nomufudzi mumwe chete.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10
Maonero Johani 10:16 akapoteredza