Johani 10:24 BDMCS

24 VaJudha vakanga vakamukomba, vakati, “Ucharamba uchitinetsa kusvikira riniko? Kana uri Kristu, tiudze pachena.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10

Maonero Johani 10:24 akapoteredza