38 Asi kana ndichizviita, kunyange dai musinganditendi, tendai mabasa esimba, kuti mugoziva uye mugonzwisisa kuti Baba vari mandiri, uye ini ndiri muna Baba.”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10
Maonero Johani 10:38 akapoteredza