Johani 10:41 BDMCS

41 uye vanhu vazhinji vakauya kwaari. Vakati, “Kunyange zvake Johani asina kumboita mabasa esimba, zvose zvakataurwa naJohani pamusoro pomurume uyu zvaiva zvechokwadi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 10

Maonero Johani 10:41 akapoteredza