Johani 11:28 BDMCS

28 Akati ataura izvozvo, akadzokera akandodana parutivi munun'una wake Maria. Akati, “Mudzidzisi ari pano, uye ari kukubvunza.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11

Maonero Johani 11:28 akapoteredza