39 Akati, “Bvisai ibwe.”Marita, hanzvadzi yomurume akanga afa akati, “Asika, Ishe, pari zvino ava kunhuwa, nokuti atova mazuva mana arimo.”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11
Maonero Johani 11:39 akapoteredza