Johani 11:4 BDMCS

4 Akati anzwa izvozvo, Jesu akati, “Kurwara uku hakumusvitsi kurufu. Kwete, kune chokuita nembiri yaMwari kuitira kuti Mwanakomana waMwari akudzwe kubudikidza naizvozvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11

Maonero Johani 11:4 akapoteredza