Johani 11:54 BDMCS

54 Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha. Asi akabva akaenda kudunhu raiva pedyo nerenje, kumusha wainzi Efuremu, kwaakandogara navadzidzi vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11

Maonero Johani 11:54 akapoteredza