8 Vakati kwaari, “Asika Rabhi, nguva pfupi ichangopfuura, vaJudha vakanga vachiedza kukutakai namabwe, zvino munoda kudzokerazve ikoko here?”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 11
Maonero Johani 11:8 akapoteredza