Johani 12:1 BDMCS

1 Kwakati kwasara mazuva matanhatu kuti Pasika isvike, Jesu akasvika paBhetani, kuya kwaigara Razaro, uyo akanga amutswa naJesu kubva kuvakafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12

Maonero Johani 12:1 akapoteredza