13 Vakatora mapazi emichindwe vakaenda kundosangana naye, vachidanidzira vachiti:“Hosana!”“Akaropafadzwa uyo anouya muzita raShe!”“Akaropafadzwa Mambo weIsraeri!”
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12
Maonero Johani 12:13 akapoteredza