Johani 12:16 BDMCS

16 Vadzidzi vake havana kuzvinzwisisa pakutanga. Vakazoyeuka shure kwokunge Jesu akudzwa, kuti zvinhu izvi zvakanga zvakanyorwa pamusoro pake, uye kuti vakanga vaita izvozvo kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12

Maonero Johani 12:16 akapoteredza