Johani 12:21 BDMCS

21 Vakauya kuna Firipi, uyo akanga achibva kuBhetisaidha muGarirea, vaine chikumbiro. Vakati, “Ishe, tinoda kuona Jesu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12

Maonero Johani 12:21 akapoteredza