Johani 12:24 BDMCS

24 Ndinokuudzai chokwadi, kana tsanga yegorosi ikasawira muvhu ikafa, inongoramba ichingova yoga. Asi kana ikafa, inobereka mbeu dzakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12

Maonero Johani 12:24 akapoteredza