35 Ipapo Jesu akati kwavari, “Muchava nechiedza kwechinguva chiduku. Fambai muchine chiedza, rima risati rasvika. Munhu anofamba murima haazivi kwanoenda.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12
Maonero Johani 12:35 akapoteredza