Johani 12:42 BDMCS

42 Asi nenguva imwe cheteyo kunyange vazhinji pakati pavatungamiri vakamutenda. Asi nokuda kwavaFarisi, havana kupupura kutenda kwavo nokuti vaitya kudzingwa musinagoge;

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 12

Maonero Johani 12:42 akapoteredza