Johani 13:38 BDMCS

38 Ipapo Jesu akapindura akati, “Uchandifira here? Ndinokuudza chokwadi kuti, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu!”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 13

Maonero Johani 13:38 akapoteredza