Johani 14:10 BDMCS

10 Hamutendi here kuti ini ndiri muna Baba, uye Baba vari mandiri? Mashoko andinotaura kwamuri haasi angu ndoga. Asi, ndeaBaba, vanogara mandiri, avo vari kuita basa ravo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14

Maonero Johani 14:10 akapoteredza