Johani 14:12 BDMCS

12 Ndinokuudzai kuti, ani naani anotenda kwandiri achaita zvandanga ndichiita. Achaita kunyange zvinhu zvikuru kupfuura izvi, nokuti ndiri kuenda kuna Baba.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14

Maonero Johani 14:12 akapoteredza