19 Chinguva chiduku nyika haichazondionizve, asi imi muchandiona. Nokuti ndiri mupenyu, nemiwo muchava vapenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14
Maonero Johani 14:19 akapoteredza