2 Mumba maBaba vangu mune nzvimbo zhinji dzokugara; dai zvaiva zvisizvo, ndingadai ndakuudzai. Ndiri kuenda ikoko kundokugadzirirai nzvimbo.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14
Maonero Johani 14:2 akapoteredza