Johani 14:23 BDMCS

23 Jesu akapindura akati, “Kana munhu achindida, achateerera kudzidzisa kwangu. Baba vangu vachamuda, uye tichauya kwaari toita ugaro hwedu naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14

Maonero Johani 14:23 akapoteredza