Johani 15:16 BDMCS

16 Imi hamuna kundisarudza, asi ndakakusarudzai uye ndikakugadzai kuti muende mugondobereka zvibereko, izvo zvibereko zvinogara. Ipapo Baba vachakupai zvose zvamuchakumbira muzita rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:16 akapoteredza