Johani 15:22 BDMCS

22 Dai ndakanga ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina mhosva yechivi ichi. Zvino, kunyange zvakadaro, havana pembedzo yechivi chavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:22 akapoteredza