Johani 15:26 BDMCS

26 “Kana Munyaradzi asvika, iye wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba, iye Mweya wechokwadi anobuda achibva kuna Baba, achapupura nezvangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:26 akapoteredza