Johani 15:7 BDMCS

7 Kana muchigara mandiri uye mashoko angu achigara mamuri, kumbirai zvose zvamunoda, uye muchazvipiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:7 akapoteredza