13 Asi kana iye, Mweya wechokwadi, auya, achakutungamirirai muzvokwadi yose. Haangazotauri zvake; achataura zvaanenge anzwa chete, uye achakuudzai zvichauya.
Verenga chitsauko zvakakwana Johani 16
Maonero Johani 16:13 akapoteredza