Johani 16:21 BDMCS

21 Mukadzi anopona mwana anorwadziwa nokuti nguva yake yasvika; asi kana mwana wake azvarwa, anokanganwa kurwadziwa kuya nokuda kwomufaro wokuti mwana azvarwa munyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 16

Maonero Johani 16:21 akapoteredza