Johani 16:32 BDMCS

32 Asi nguva iri kuuya, uye yatosvika, yamuchaparadzirwa, mumwe nomumwe achienda kumusha kwake. Muchandisiya ndiri ndoga. Asi handisi ndoga, nokuti Baba vangu vaneni.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 16

Maonero Johani 16:32 akapoteredza