Johani 17:12 BDMCS

12 Pandainge ndiinavo, ndakavadzivirira uye ndikavachengeta zvakanaka nezita ramakandipa. Hakuna akarasika kunze kwouyo akatongerwa kuparadzwa kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 17

Maonero Johani 17:12 akapoteredza