Johani 17:9 BDMCS

9 Ndinovanyengeterera. Handisi kunyengeterera nyika, asi avo vamakandipa nokuti ndevenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 17

Maonero Johani 17:9 akapoteredza